Mkoma Brian

Call

Mkoma Brian laugh out loud

Vanhu vanoisa music pama post avo vanozviziva here kuti inoramba ichirira kusvika wadzima phone yacho?!
27/08/2026

Vanhu vanoisa music pama post avo vanozviziva here kuti inoramba ichirira kusvika wadzima phone yacho?!

Mkoma Brian
04/08/2026

Mkoma Brian

After ndakwira 2 makombi naro
01/08/2026

After ndakwira 2 makombi naro

23/07/2026
Did you see me now nekuti hamuzondione later
23/07/2026

Did you see me now nekuti hamuzondione later

21/07/2026

What we go through

Ndakambodanana neumwe musikana wekuChitungwiza zvekuti rudo rwaipisa zvekubatidza mbaura. Takazosiyana musi wandakabvunz...
20/07/2026

Ndakambodanana neumwe musikana wekuChitungwiza zvekuti rudo rwaipisa zvekubatidza mbaura. Takazosiyana musi wandakabvunza body count yake akatanga kundiudza mazita evakomana vaakarara navo vese. Ndakatanga nekuverenga zvigunwe zvemumaoko zvikapera ndikaverenga zvetsoka zvikapera ,ndikabuditsa calculator zvekuti yakasvika paku sticker. Ndikabva ndamubvunza kuti How??? Akati Mkoma Brian please don't judge me. Ndikati I just want to know how did my calculator froze?

Don't forget to drink water, because water is life.

20/07/2026

Vadzimu vangu vakandirasa varohwa necross fire 🌬

Farmers
19/07/2026

Farmers

18/07/2026

Zvimwe zvacho ndega handizvigone

Address

1136

STMARY'S

Telephone

+263777495443

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mkoma Brian posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

  • Want your business to be the top-listed law practice?

Share